Kukura muKutenda ibhuku rekufungisisa rinotibatsira kukura mukutenda kwedu. Tichadzidza kuti kutenda kwedu kunofanira kuvakwa paShoko raMwari, kubudiswa nemuromo, kuratidzwa nezviito, uye kusimbiswa kuburikidza nemiedzo yatinopinda mairi. Ngatikurei pamwe chete mukutenda.