← Zvirongwa
Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neMapisarema 46:1

Kuva nechokwadi panguva dzausinganzwisisi ramangwana
Mazuva mashanu
Uri pakusanzwisisa ramangwana, Mwari havashanduki! Batana naDavid Villa muchirongwa chake chino achitarisa kusanswisisika kweramangwana uye kutarisira zvakashata kuti usvikire chimwe chinhu chikurusa.

Kusuruvara
Mazuva Manomwe
Kusuruvara kunogona kuuya chero pamhunhu wezera ripi zvaro kubudikidza nezvikonzero zvakasiyana-siyana.Chirongwa ichi chemazuva manomwe chichakubatsira kuenda kunaiye Wamasimba.Nyaradza pfungwa dzako nemwoyo uchiverenga Bhaibheri uye uchazowana runyararo,simba nerudo rusingaperi.Uchida zvimwe zvinyorwa,tarisa pa finds.life.church.