Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neZvirevo 12

Zvirevo
Mazuva Makumi Matatu Nerimwe
Hurongwa uhu huchakubvumidza kuti uverenge chitsauko chimwe cheZvirevo zuva rimwe nerimwe. Zvirevo zvakazara nehuchenjeri hwararamisa zvizvarwa nezvizvarwa, uye zvichakutungamira munzira yekururama.

Ngativerengei Bhaibheri Pamwe Chete (Kurume)
Mazuva makumi matatu rerimwe
Chidimbu chechitatu chezvidimbu gumi nembiri, chirongwa ichi chinotungamira misha kufamba neBhaibheri rese mumazuva mazana matatu nemakumi nhanhatu neshanu. Koka vamwe vabatanewo newe pese pawatanga chirongwa chitsva kutanga kwemwedzi wega-wega. Iyi mitserendende yezvirongwa inoshanda zvakanaka neBhaibheri rekuverengerwa-teerera munguva shoma inosvika mamineti makumi nembiri pazuva! Chidimbu chega-chega chinosanganisira zvitsauko zveTestamende Yekare neItsva, neMapisarema akaparadzirwa kwese. Chikamu chechitatu chine mabhuku anoti Numeri, Zvirevo, VaRoma neVaHeberu.