Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neRuka 4

Mazuva makumi maviri nerimwe pakutsanya
Mazuva makumi maviri rerimwe
Tanga gore rako nekuisa meso ako pakuzviranga nekutsanya. Hurongwa hwuno hune zvitsauko zvakatiwandei zvinoita nezvekutsanya uye nemamwewo anokurudzira kuzviongorora nekuswedera pedyo naMwari. Pamazuva 21, uchange uchipihwa ndima inobva muBhaibheri, chirongwa chekunamata, mivhunzo inobetsera kuzviongorora, uye neminamato. Kuwana zvimwe zvakatiwandei, enda ku www.finds.life.church.

Evhangeri yaRuka
24 Mazuva
Ruka anonyora nhoroondo ine udzamu, yezvaakazvionera pamusoro poupenyu, rufu, uye rumuko rwaJesu. Hurongwa hwezuva nezuva hwechitsauko chino hunopa nhoroondo inovimbika, yekutevedzana kwezviitiko, asiwo inotisuma kuMuponesi ane nyasha. Akauya kuzotsvaka nokuponesa chakarasika, uye Anotidana kuushumiri hwetsitsi. Chirongwa chino chakagadzirwa neYouVersion