Hunhu weuMwari

3 Days
Kuva nehunhu wehuMwari atizviite toga kana kuti kubhadharwa nekuda kwemabasa. Izvi zvinoitwa bedzi naMwari paanenge achitishanda kubva mumunhu wemukati. Iyi dzidziso yeunhu haichanyanyotaurwa nezvayo asi ine zvainoita zvakawanda muchiKristu chedu. Jesu akava muenzaniso wehupenyu uhu akakwanisa kuita kuti utapukire muvadzidzi. Izvi zvakaonekwa paakaenda kudenga kuti vanhu vakazoti vachiona vadzidzi vakavatumidza kuti ma Kristu nekuti vaiona unhu waKristu mavari. Chidzidzo chino chichabata nyaya iyi kwete muhudzamu hwayo.
Tinoda kutenda Operation Mobilization - Zimbabwe nekupa chirongwa ichi. Kuti uwane rumwe ruzivo, ndapota shanya: linkedin.com/in/tinashe-mafuta-44996819a/?originalSubdomain=zw
Related Plans

Am I Really a Christian?

Positive and Encouraging Thoughts for Women: A 5-Day Devotional From K-LOVE

The Holy Spirit: God Among Us

Overcoming the Trap of Self-Pity

Reimagine Influence Through the Life of Lydia

Sharing Your Faith in the Workplace

Living Like Jesus in a Broken World

Gospel-Based Conversations to Have With Your Preteen

16 Characteristics of the God-Kind of Love - 1 Corinthians 13:4-8
