Humwechete

3 Days
Chii chakakoshera humwechete kana kubatana, kusabatana kunodzivisa (nenzira ipi) kubudirira kwezvinoitwa neboka rinofanira kunge riine donzvo rimwe chete. Ko kubatana kwechokwadi kumirirei mukereke? Chidzidzo chino chichadonongodza nyaya yehumwechete, zvimhingaidzo zvinounzwa nekusabatana zvichizokonzera kuti boka risazadzise zvinangwa zvaro. Uye zvakakoshera humwechete hunodzidziswa neshoko raMwari.
Tinoda kutenda Operation Mobilization nekupa chirongwa ichi. Kuti uwane rumwe ruzivo, ndapota shanya: https://www.linkedin.com/in/tinashe-mafuta-44996819a/?originalSubdomain=zw
Related Plans

Positive and Encouraging Thoughts for Women: A 5-Day Devotional From K-LOVE

Overcoming the Trap of Self-Pity

16 Characteristics of the God-Kind of Love - 1 Corinthians 13:4-8

Who Am I, Really? Discovering the You God Had in Mind

Seasons of Hardship: Live the Jesus Way

Reimagine Influence Through the Life of Lydia

UNPACK This...Being a Good Teammate in Life

Living Like Jesus in a Broken World

Am I Really a Christian?
