Kuwana Makomborero Nekuda Kwekuteerera

3 Days
Mushoko riripo muna Mateo 5, Jesu ari kuisa pachena unhu hwemunhu anoda Mwari. Kusimbisa kwake hakusi kwekuisa mutemo, asi zviri kubva pakuteerera Mwari kuri kudaira nemoyo, nepfungwa kurudo rwaakatipa, tiri mukudanana nevavakidzani vedu. Chokwadi ichi chinokoshera pakuti chinotipa chikristu chizere chinotitungamirira kuenda kuupenyu usingaperi.
Tinoda kutenda Trymore Mutarenekupa chirongwa ichi. Kuti uwane rumwe ruzivo, ndapota shanya: https://www.facebook.com/trymore.mutare.7?mibextid=ZbWKwL
Related Plans

Am I Really a Christian?

Who Am I, Really? Discovering the You God Had in Mind

Positive and Encouraging Thoughts for Women: A 5-Day Devotional From K-LOVE

Living Like Jesus in a Broken World

Sharing Your Faith in the Workplace

Gospel-Based Conversations to Have With Your Preteen

Overcoming the Trap of Self-Pity

Reimagine Influence Through the Life of Lydia

16 Characteristics of the God-Kind of Love - 1 Corinthians 13:4-8
