Jesu Mufudzi Akanaka

3 Days
Shoko repachitsauko chegumi rinobuditsa kupfuma, kusimbisa kwemashoko anoratidza Jesu ari Mufudzi Akanaka uye suwo rekupinda naro. Rinoburitsa nyaya yekutungamirwa, kuchengetedzwa, uye neshoko reupenyu hwusingaperi. Kudzidzisa kwaJesu kunobuditsa zvikonzero zvakasiyana zvingafungwa nevanhu, zvikuru pazvidzidzo zvekuenzanisa kutenda nekusatenda kwevanhu. Shoko iri rinopa tondedzo yerudo rwaJesu nekuzvipira kwake, simba reuMwari hwake pamwechete nesimbiso yaanopa kune avo vanomutevera. Rinotisimudzira kuti tinzwe kuda kuteerera izwi rake nekumutevera zvakarurama.
Tinoda kutenda Trymore Mutare nekupa chirongwa ichi. Kuti uwane rumwe ruzivo, ndapota shanya: https://www.facebook.com/trymore.mutare.7?mibextid=ZbWKwL
Related Plans

Don’t Know What You’re Doing After Graduation? Good.

Who Am I, Really? Discovering the You God Had in Mind

Seasons of Hardship: Live the Jesus Way

UNPACK This...Being a Good Teammate in Life

Overcoming the Trap of Self-Pity

Positive and Encouraging Thoughts for Women: A 5-Day Devotional From K-LOVE

Reimagine Influence Through the Life of Lydia

Am I Really a Christian?

16 Characteristics of the God-Kind of Love - 1 Corinthians 13:4-8
