YouVersion Logo
Search Icon

Evhangeri yaJohwaniSample

Evhangeri yaJohwani

DAY 8 OF 21

Scripture

About this Plan

Evhangeri yaJohwani

Muchirongwa chechitsauko chino chezuva nezuva, uchasangana naMwari Samasimba – Musiki wezvose – muchimiro chemunhu, akazvarwa kuti aunze ruponeso kumunhu wese, kwese kwese. Johwani anorondedzera zvishamiso, dzidziso, uye kusangana kwemazuva ose kweshamwari yake yepedyo neMuponesi, Jesu. Unokokwa kuti utevere Jesu zvakare, uye ugamuchire chipo Chake chehupenyu husingaperi. Chirongwa chino chakagadzirwa neYouVersion.

More