Sarudzo Yakakurisisa yeHupenyu Hwako!Sample

“Pfungwa Dzekupedzisira”
Kana usati wakagamuchira Jesu muhupenyu hwako, kana kuti wakambozviita pane imwe nguva, asi pari zvino hausi kumuraramira, unokwanisa kuzvipira kwaari patsva NHASI nekutaura munamato nyore nemoyo unorovesa. Munamato iwoyo ungaita sekuti,
“Jesu, ndino ziva kuti ndiri mutadzi, uye kunze kwenyu hakuna mumwe anokwanisa kundinunura kubva mukurangwa kwechivi. Ndino kukumbirai kuti muuye muhupenyu hwangu uye mundi chenese kubva muzvivi zvose. Ndibatsirei kukuraramirai muzvose zvehupenyu hwangu, mazuva ose ehupenyu hwangu. Ndinokutendai nekuuya muhupenyu hwangu nekundisunungura!”
Kana wanamata munamato uyu uchirevesa, uchidavira kuti Jesu achaita zvose zvaakataura kuti achaita, wagamuchira ruponeso, uye washandura mugumo usingaperi wako mukuve naIshe nekusingaperi!
Kana waita sarudzo yekutevera Kirisitu, tingafara chose kunzwa kubva kwauri, uye nekukupa zvimwe zviverengwa zvenguva dzekunamata muBible App zvinogona kukubatsira parwendo rwako rwutsva urwu. Tapota tora zvinotevera apa:
Scripture
About this Plan

Sarudzo zhinji dzatinoita muhupenyu dzakakosha. Asi, pane sarudzo imwe chete yakakosha kudarika dzimwe dzose. Kana uri kutsvaga mufambiro uri nyore unokusvitsa pakunzwisisa kuzere kwesarudzo yakakoshesesa iyi - chipo chekuponeswa pamweya chatakapuhwa pasina muripo naMwari - chibva wangotangira ipo pano. Kubva mubhuku rinonzi “Out of this World: A Christian’s Guide to Growth and Purpose” rakanyora naDavid J. Swandt.
More
Related Plans

Pandemic Prayers: Seven-Day Family Prayer Guide

Love One Another

Marriage That Lasts

Understanding the Sabbath

Help From The Lord

Living Like Jesus in a Broken World

16 Characteristics of the God-Kind of Love - 1 Corinthians 13:4-8

Positive and Encouraging Thoughts for Women: A 5-Day Devotional From K-LOVE

Reimagine Influence Through the Life of Lydia
