YouVersion Logo
Search Icon

Mavambo 17:17

Mavambo 17:17 SCLB

Abhurahamu akati gwadagwa akatyora uso akazviti nechomumwoyo, “Iye munhu ane zana ramakore angaite mwana nhai? Ko Sara ava namakumi mapfumbamwe amakore angabereke mwana nhai?”

Free Reading Plans and Devotionals related to Mavambo 17:17