1
Johani 8:12
Bhaibhiri Idzva rechiShona
SCLB
Jesu akataurazve kwavari achiti, “Ndini mwenje wapasi anonditevera haafambi murima achave nechiedza choupenyu.”
Compare
Johani 8:12ਪੜਚੋਲ ਕਰੋ
2
Johani 8:32
uye muchaziva chokwadi, uyezve chokwadi chichakupai rusununguko.”
Johani 8:32ਪੜਚੋਲ ਕਰੋ
3
Johani 8:31
Jesu akati kuna vaJudha vakanga vatenda maari, “Kana mukagara muchichengeta izwi rangu, muri vadzidzi vangu chaivo
Johani 8:31ਪੜਚੋਲ ਕਰੋ
4
Johani 8:36
Saizvozvo kana Mwanakomana akakupai rusununguko muchava norusununguko ruzere.
Johani 8:36ਪੜਚੋਲ ਕਰੋ
5
Johani 8:7
Pavakaramba vachingomubvunza akati twasu kumira ndokuti kwavari, “Uyo asina chitadzo pakati penyu ngaatange kumukanda dombo.”
Johani 8:7ਪੜਚੋਲ ਕਰੋ
6
Johani 8:34
Jesu akavapindura achiti, “Zvechokwadi chaizvo, ndinoti kwamuri, munhu wose anopara chitadzo muranda wechitadzo.
Johani 8:34ਪੜਚੋਲ ਕਰੋ
7
Johani 8:10-11
Jesu akasimudza musoro akati kwaari, “Nhai mudzimai iwe vari kupi vaya? Hakuna neakupa mhosva here?” Iye akati, “Hapana changamire.” Jesu akati, “Kana neniwo handikupi mhosva chienda hako usazotadzazve.”
Johani 8:10-11ਪੜਚੋਲ ਕਰੋ
Home
ਬਾਈਬਲ
Plans
ਵੀਡੀਓ