1
Johani 5:24
Bhaibhiri Idzva rechiShona
SCLB
Zvirokwazvo Zvirokwazvo ndinoti kwamuri anonzwa izwi rangu uye achitenda akandituma anoupenyu husingaperi haagadzwi dare; asi atobva kurufu achienda kuupenyu.
Compare
Johani 5:24ਪੜਚੋਲ ਕਰੋ
2
Johani 5:6
Jesu paakamuona akati rabada uye achiziva kuti akanga akadai kwenguva ndefu, akamuti, “Unoda kuporeswa here?”
Johani 5:6ਪੜਚੋਲ ਕਰੋ
3
Johani 5:39-40
Munotsvagatsvaga muMagwaro Matsvene nokuti munofunga kuti maari munowana upenyu husingaperi Magwaro iwayo ndiwo anotondipupurira. Asi imi munoramba kuuya kwandiri kuti muwane upenyu.
Johani 5:39-40ਪੜਚੋਲ ਕਰੋ
4
Johani 5:8-9
Jesu akati kwaari, “Chisimuka utore rukukwe rwako ufambe.” Pakarepo munhu uya akabva aporeswa. Akatora rukukwe rwake akabva afamba. Musi iwoyo wakanga uri musi weSabata.
Johani 5:8-9ਪੜਚੋਲ ਕਰੋ
5
Johani 5:19
Jesu akati kwavari, “Zvirokwazvo zvirokwazvo ndinoti kwamuri, Mwanakomana haakwanisi kuita chinhu nokwake pachake asi kuita zvaanoona Baba vachiita nokuti zvavanoita ndizvowo zvaanoita.
Johani 5:19ਪੜਚੋਲ ਕਰੋ
Home
ਬਾਈਬਲ
Plans
ਵੀਡੀਓ