YouVersion logo
BibelLeseplanerVideoer
Få appen
Språkvelger
Søkeikon

Populære bibelvers fra Mako 11

1

Mako 11:24

Shona BIBLE

SUB

Saka ndinoti kwamuri, zvinhu zvose–zvose zvamunokumbira nokunyengetera, tendai kuti mazvigamuchira, mugova nazvo.

Sammenlign

Utforsk Mako 11:24

2

Mako 11:23

Shona BIBLE

SUB

Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, mumwe nomumwe anoti kugomo iri, simudzwa, ukandwe mugungwa, asinganyunyuti mumwoyo make, asi achitenda kuti zvaanoreva zvichaiitika, achava nazvo.

Sammenlign

Utforsk Mako 11:23

3

Mako 11:25

Shona BIBLE

SUB

Kana mukamira muchinyengetera, regererai kana mune mhaka nomumwe, kuti naBaba venyu vari kudenga, vazokuregereiwo imi kudarika kwenyu; [

Sammenlign

Utforsk Mako 11:25

4

Mako 11:22

Shona BIBLE

SUB

Jesu akapindura, akati kwavari, “Ivai nokutendeka kuna Mwari.

Sammenlign

Utforsk Mako 11:22

5

Mako 11:17

Shona BIBLE

SUB

Akadzidzisa, achiti kwavari, “Hakuna kunyorwa here kuchinzi, ‘Imba yangu ichanzi imba yokunyengetera yamarudzi ose?’ Asi imi makaiita bako ramakororo.”

Sammenlign

Utforsk Mako 11:17

6

Mako 11:9

Shona BIBLE

SUB

Avo vakanga vachitungamira, navakanga vachitevera vakadanidzira, vachiti, “Hosana, ngaakudzwe iye anouya muzita raIshe.

Sammenlign

Utforsk Mako 11:9

7

Mako 11:10

Shona BIBLE

SUB

Ngahukudzwe ushe hwababa vedu Dhavhidhi, hunouya! Hosana kumusoro–soro!”

Sammenlign

Utforsk Mako 11:10

Gratis leseplaner og andakter relatert til Mako 11

Forrige kapittel
Neste kapittel
YouVersion

Oppmuntrer og utfordrer deg til å søke nærhet med Gud hver dag.

Tjeneste

Om

Karrierer

Frivillig

Blogg

Presse

Nyttige lenker

Hjelp

Gi

Bibeloversettelser

Lydbibler

Bibelspråk

Dagens bibelvers


En digital tjeneste av

Life.Church
Norsk

©2026 Life.Church / YouVersion

PersonvernerklæringVilkår
Vulnerability Disclosure Program
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest