YouVersion logo
BibelLeseplanerVideoer
Få appen
Språkvelger
Søkeikon

Populære bibelvers fra Mateu 15

1

Mateu 15:18-19

Shona BIBLE

SUB

Asi zvinobuda mumuromo, zvinobva mumwoyo; ndizvo zvinosvibisa munhu. Nokuti mumwoyo munobuda mifungo yakaipa, nokuuraya, noupfeve, noupombwe, nokuba, nokupupura nhema, nokushonha Mwari

Sammenlign

Utforsk Mateu 15:18-19

2

Mateu 15:11

Shona BIBLE

SUB

Izvo zvinopinda mumuromo, hazvisvibisi munhu, asi zvinobuda mumuromo, ndizvo zvinosvibisa munhu.”

Sammenlign

Utforsk Mateu 15:11

3

Mateu 15:8-9

Shona BIBLE

SUB

‘Vanhu ava vanondikudza nemiromo yavo, Asi mwoyo yavo iri kure neni. Asi vanondinamata pasina, Vachidzidzisa dzidziso nemirairo yavanhu.’ ”

Sammenlign

Utforsk Mateu 15:8-9

4

Mateu 15:28

Shona BIBLE

SUB

Zvino Jesu akapindura, akati kwaari, “Haiwa, mai, kutenda kwako kukuru, zvaunoda ngazviitwe.” Mwanasikana wake akapora kubva panguva iyo.

Sammenlign

Utforsk Mateu 15:28

5

Mateu 15:25-27

Shona BIBLE

SUB

Zvino akauya, akamupfugamira, akati, “Ishe, dondibatsirai henyu.” Akapindura, akati, “Hazvina kunaka kutora chingwa chavana, ndokuchikandira mbwanana.” Akati, “Hongu, Ishe, kunyangwe nembwananawo dzinodya zvimedu zvinodonha patafura ravatenzi vadzo.”

Sammenlign

Utforsk Mateu 15:25-27

Gratis leseplaner og andakter relatert til Mateu 15

Forrige kapittel
Neste kapittel
YouVersion

Oppmuntrer og utfordrer deg til å søke nærhet med Gud hver dag.

Tjeneste

Om

Karrierer

Frivillig

Blogg

Presse

Nyttige lenker

Hjelp

Gi

Bibeloversettelser

Lydbibler

Bibelspråk

Dagens bibelvers


En digital tjeneste av

Life.Church
Norsk

©2026 Life.Church / YouVersion

PersonvernerklæringVilkår
Vulnerability Disclosure Program
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest