YouVersion logo
BibelLeseplanerVideoer
Få appen
Språkvelger
Søkeikon

Populære bibelvers fra Mateu 11

1

Mateu 11:28

Shona BIBLE

SUB

“Uyai kwandiri, imi mose makaneta, makaremerwa, ini ndichakuzorodzai.

Sammenlign

Utforsk Mateu 11:28

2

Mateu 11:29

Shona BIBLE

SUB

Takurai joko rangu, mudzidze kwandiri; nokuti ndiri munyoro, ndinomwoyo unozvininipisa, kuti muwane zororo pamweya yenyu.

Sammenlign

Utforsk Mateu 11:29

3

Mateu 11:30

Shona BIBLE

SUB

Nokuti joko rangu rakanaka, nomutoro wangu unorerukira.”

Sammenlign

Utforsk Mateu 11:30

4

Mateu 11:27

Shona BIBLE

SUB

“Zvinhu zvose ndakazvipiwa naBaba vangu, hakuna anoziva Mwanakomana, asi Baba; hakuna anoziva Baba, asi Mwanakomana, naiye waanenge Mwanakomana achida kumuzivisa iye.

Sammenlign

Utforsk Mateu 11:27

5

Mateu 11:4-5

Shona BIBLE

SUB

Jesu akapindura, akati kwavari, “Endai, mundoudza Johani zvamunonzwa nezvamunoona; zvokuti, mapofu anosvinudzwa, vanokamhina vanofamba, vana maperembudzi vanonatswa, vamatsi vanonzwa, vakafa navarombo vanoparidzirwa vhangeri.

Sammenlign

Utforsk Mateu 11:4-5

6

Mateu 11:15

Shona BIBLE

SUB

Ane nzeve dzokunzwa, ngaanzwe.

Sammenlign

Utforsk Mateu 11:15

Gratis leseplaner og andakter relatert til Mateu 11

Forrige kapittel
Neste kapittel
YouVersion

Oppmuntrer og utfordrer deg til å søke nærhet med Gud hver dag.

Tjeneste

Om

Karrierer

Frivillig

Blogg

Presse

Nyttige lenker

Hjelp

Gi

Bibeloversettelser

Lydbibler

Bibelspråk

Dagens bibelvers


En digital tjeneste av

Life.Church
Norsk

©2026 Life.Church / YouVersion

PersonvernerklæringVilkår
Vulnerability Disclosure Program
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest