YouVersion लोगो
बाइबलभक्त्ति पाठहरूभिडियोहरू
एप डाउनलोड गर्नुहोस्
भाषा चयनकर्ता
खोज आइकन

बाट लोकप्रिय बाइबल पदहरू {{chapter}}

1

Mupiro 20:13

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

SCLBC

Kana murume akatorana nomumwe murume akagara naye sokunge murume nomukadzi, vose zvavo vari vaviri vatoita chinhu chakaipa kwazvo, ngavaurayiwe. Rufu rwavo nderwekuzviparira.

तुलना

अन्वेषण गर्नुहोस् Mupiro 20:13

2

Mupiro 20:7

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

SCLBC

Naizvozvo zvitsaurei kuva vangu, muve vatsvene nokuti ini Tenzi ndini, Mwari wenyu.

तुलना

अन्वेषण गर्नुहोस् Mupiro 20:7

3

Mupiro 20:26

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

SCLBC

Ivai vatsvene kwandiri nokuti ini Tenzi ndiri mutsvene uyewo ndakakutsaurai mukati mendudzi dzevanhu kuti muve vangu.

तुलना

अन्वेषण गर्नुहोस् Mupiro 20:26

4

Mupiro 20:8

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

SCLBC

Chengetai mirao yangu muite zvainoreva ini Tenzi ndini ndinokuitai kuti muve vatsvene.

तुलना

अन्वेषण गर्नुहोस् Mupiro 20:8

अघिल्लो अध्याय
अर्को अध्याय
YouVersion

तपाईलाई हरेक दिन परमेश्‍वर सँग आत्मीयता खोज्न प्रोत्साहन र चुनौती दिँदै।

मन्त्रालय

बारेमा

करियरहरू

स्वयंसेवक

ब्लग

प्रेस

उपयोगी लिङ्कहरू

सहयोग गर्नुहोस

आर्थिक सहयोग गर्नुहोस

बाइबल संस्करणहरू

अडियो बाइबलहरू

बाइबल भाषाहरू

आजको बाइबल पद


डिजिटल सेवाकार्यमा

Life.Church
नेपाली भाषा

©2026 Life Church/ YouVersion

गोपनीयता नीतिसर्तहरू
जोखिम प्रकटीकरण कार्यक्रम
फेसबुकट्विटरInstagramयुट्युबपिन्तेरेस्ट