1
Mavambo 44:34
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
SCLBC
Ko ndingaende seiko kuna baba vangu ndisina mukoma iyeyu? Handidi zvangu kuona kutambudzika kuchaita baba wangu.”
तुलना
अन्वेषण गर्नुहोस् Mavambo 44:34
2
Mavambo 44:1
Josefi akaraira mutariri wezvemba yake achiti, “Zadza tsapo dzavarume ava nezvokudya zvavanokwanisa kutakura, uise mari yomumwe nomumwe mumuromo wetsapo yake
अन्वेषण गर्नुहोस् Mavambo 44:1