Mako 13:24-25
Mako 13:24-25 LTP
Mumazhuba yawo shule kwokuyabula, izhuba linooswibha nomweji autoopa buchena, nenyenyeji jinoombwela jiva kudenga, namasimba okudenga anoodengunujwa.