„YouVersion“ logotipas
BiblijaPlanaiVaizdo įrašai
Gaukite programėlę
Kalbos parinkiklis
Paieškos piktograma

Populiarios Biblijos eilutės iš VaKorose 1

1

VaKorose 1:13

Shona BIBLE

SUB

vakatisunungura pasimba rerima, vakatiisa muushe hwoMwanakomana worudo rwavo

Palyginti

Naršyti VaKorose 1:13

2

VaKorose 1:16

Shona BIBLE

SUB

nokuti maari zvinhu zvose zvakasikwa, zviri kudenga napanyika, zvinoonekwa nezvisingaonekwi, kana zviri zvigaro zvoushe, kana ushe, kana vabati, kana masimba; zvinhu zvose zvakasikwa naye, zviripo nokuda kwake.

Palyginti

Naršyti VaKorose 1:16

3

VaKorose 1:17

Shona BIBLE

SUB

Ndiye anotangira zvose, zvose zvakabatana maari.

Palyginti

Naršyti VaKorose 1:17

4

VaKorose 1:15

Shona BIBLE

SUB

Ndiye mufananidzo waMwari usingaonekwi, dangwe rezvisikwa zvose

Palyginti

Naršyti VaKorose 1:15

5

VaKorose 1:9-10

Shona BIBLE

SUB

Saka nesuwo, kubvira pazuva ratakanzwa, hatiregi kukunyengetererai, nokukumbira kuti muzadziswe nokuziva kwazvo kuda kwake, pakuchenjera nokunzwisisa kwose kwomweya; kuti mufambe sezvinofanira Ishe, muchimufadza pazvose, muchibereka zvibereko pamabasa ose akanaka, muchikura pakuziva Mwari kwazvo

Palyginti

Naršyti VaKorose 1:9-10

Nemokami skaitymo planai ir skaitiniai, susiję su VaKorose 1

Ankstesnis skyrius
Kitas skyrius
„YouVersion“

Skatina ir kviečia jus kasdieną ieškoti artumo su Dievu.

Tarnystė

Apie

Karjera

Savanoriaukite

Tinklaraštis

Spaudai

Naudingos nuorodos

Pagalba

Paaukokite

Biblijos versijos

Įgarsintos Biblijos

Biblijos kalbos

Dienos eilutė


Skaitmeninė tarnystė, kurią vykdo

Life.Church
Lietuvių

©2026 „Life.Church“ / „YouVersion“

Privatumo politikaSąlygos
Pažeidžiamumų atskleidimo programa
„Facebook“„Twitter“„Instagram“„YouTube“„Pinterest“