Mavambo 22:9

Mavambo 22:9 SCLB

Vakasvika panzvimbo yavakanga vataurirwa naMwari. Abhurahamu akavaka atari ipapo. Akanyatsoronga huni, akasunga Isaki mwanakomana wake akamuradzika paatari, pamusoro pehuni.

Mavambo 22:9: 관련 무료 묵상 계획