Mavambo 18:23-24

Mavambo 18:23-24 SCLB

Abhurahamu akaswedera pana Tenzi akati, “Ko muchaparadza vakarurama pamwechete navakaipa here? Ngatiti muguta imomo mune vakarurama vanokwana makumi mashanu hamungarinzwire tsitsi here pamusana pemakumi mashanu arimo muchibva marega kuriparadza?

Mavambo 18:23-24 동영상

Mavambo 18:23-24: 관련 무료 묵상 계획