Kubuda 2:11-12

Kubuda 2:11-12 SCLB

Rimwe zuva, Mosesi akura, zvakaitika kuti akaenda kundoona vanhu verudzi rwake vaHebheru. Akaona mabasa anorema avaiitiswa, akaonawo muIjipiti achirova muHebheru. Mosesi akaringa-ringa ndokuona kuti hapana mumwe munhu akanga aripo, ndokubva auraya muIjipiti uyu ndokumufushira mujecha.

Kubuda 2:11-12 동영상

Kubuda 2:11-12: 관련 무료 묵상 계획