1
Genesi 12:2-3
Shona BIBLE
SUB
ndichakuita rudzi rukuru, ndichakuropafadza, ndichakudza zita rako, iwe uropafadze vamwe. Ndicharopafadza ivo vanokuropafadza; unokutuka, ndichamutukawo; marudzi ose enyika acharopafadzwa mauri.”
비교
Genesi 12:2-3 살펴보기
2
Genesi 12:1
Zvino Jehovha akati kuna Abhuramu, “Ibva panyika yako, nokuhama dzako, nokuimba yababa vako, uende kunyika yandichakuratidza iyo
Genesi 12:1 살펴보기
3
Genesi 12:4
Naizvozvo Abhuramu wakaenda sezvaakaudzwa naJehovha; naRoti wakaenda naye. Abhuramu wakanga ana makore ana makumi manomwe namashanu pakubva kwake Harani.
Genesi 12:4 살펴보기
4
Genesi 12:7
Zvino Jehovha akazviratidza kuna Abhuramu, akati, “Ndichapa vana vako nyika iyi;” akavakira Jehovha atari ipapo, iye wakanga azviratidza kwaari.
Genesi 12:7 살펴보기
홈
성경
묵상
동영상