YouVersion 로고
성경묵상동영상
앱 다운로드
언어 선택
검색 아이콘

Mavambo 41 - 인기 성경 구절

1

Mavambo 41:16

Bhaibhiri Idzva rechiShona

SCLB

Josefi akapindura Farao achiti, “Kwete ini, changamire, asi Mwari ndiye angakupei dudziro chaiyo.”

비교

Mavambo 41:16 살펴보기

2

Mavambo 41:38

Bhaibhiri Idzva rechiShona

SCLB

Farao akataura namakurukota ake achiti, “Ndokupi kwatingawane munhu anokunda uyu Josefi ane mweya waMwari?”

비교

Mavambo 41:38 살펴보기

3

Mavambo 41:39-40

Bhaibhiri Idzva rechiShona

SCLB

Farao akatiwo, kuna Josefi, “Mwari zvaadai kukuratidza izvozvo zvose, hapana munhu mumwe akangwara sewe angazive kunyatsoronga zvokuita. Ndiwe wava mutongi mukuru wezvapamuzinda wangu. Vanhu vangu vose vanosungirwa kuita sokutaura kwaunenge waita. Asi kana zvava zvoumambo ndipo poga pandiri mukuru kwauri.”

비교

Mavambo 41:39-40 살펴보기

4

Mavambo 41:52

Bhaibhiri Idzva rechiShona

SCLB

Josefi akatumidza mwana wake wechipiri zita rokuti Efuremu, akati, “Mwari andipa vana ndiri munyika yenhamo yangu mandiri.”

비교

Mavambo 41:52 살펴보기

5

Mavambo 41:51

Bhaibhiri Idzva rechiShona

SCLB

Josefi akatumidza mwana wake wedangwe zita rokuti Manase achiti, “Mwari andibatsira kukanganwa nhamo dzangu nemhuri yababa vangu yose.”

비교

Mavambo 41:51 살펴보기

Mavambo 41: 관련 무료 묵상 계획

이전 장
다음 장
YouVersion

매일 하나님과 친밀하게 동행하도록 격려하고 도전하기.

사역

소개

채용 정보

자원 봉사

블로그

기사

유용한 링크

도움

후원

성경 번역본

오디오 성경

성경 언어

오늘의 말씀


디지털 사역

Life.Church
한국어

©2026 Life.Church / YouVersion

개인 정보 취급 정책약관
취약점 공개 프로그램
페이스북트위터인스타그램유튜브핀터레스트