1
Mavambo 19:26
Bhaibhiri Idzva rechiShona
SCLB
Asi mudzimai waRoti aivatevera ari shure, akacheuka akabva aita churu chomunyu.
비교
Mavambo 19:26 살펴보기
2
Mavambo 19:16
Asi Roti akaita chinono, varume ava ndokubva vati Roti nomukadzi wake navanasikana vake vaviri, maoko chapu, vakavaburitsa vachivakwekweretsera kunze kweguta nokuti Tenzi akavanzwira tsitsi.
Mavambo 19:16 살펴보기
3
Mavambo 19:17
Pavakasvika navo kunze kweguta vakati, “Chitotizai muponese upenyu hwenyu, musacheuke muchitarisa shure kana kumira papi zvapo mubani. Tizirai kugomo mungadaro mukaparadzwa.”
Mavambo 19:17 살펴보기
4
Mavambo 19:29
Saka Mwari paakaparadza maguta omubani, akarangarira Abhurahamu, akaburitsa Roti mukati menhamo yokuparadzwa kwamaguta aaigara.
Mavambo 19:29 살펴보기