YouVersion 로고
성경묵상동영상
앱 다운로드
언어 선택
검색 아이콘

Kubuda 8 - 인기 성경 구절

1

Kubuda 8:18-19

Bhaibhiri Idzva rechiShona

SCLB

N'anga dzakaita mashiripiti adzo. Dzakaedzawo kuita umhutu dzikatadza. Umhutu ihwohwo hwaiva pose pose huchimomotera vanhu nezvipfuwo. N'anga idzi dzakanyevera Farao dzichiti, “Changamire, Mwari bedzi ndiye aita izvi.” Sokureva kwakanga kwaitwa naTenzi, Farao akaomesa mwoyo akaramba kuteerera Mosesi naAroni.

비교

Kubuda 8:18-19 살펴보기

2

Kubuda 8:1

Bhaibhiri Idzva rechiShona

SCLB

Tenzi ndokubva ataurira Mosesi achiti, “Enda kuna Farao undoti zvanzi naTenzi, ‘Rega vanhu vangu vaende vandondinamata.

비교

Kubuda 8:1 살펴보기

3

Kubuda 8:15

Bhaibhiri Idzva rechiShona

SCLB

Sokutaura kwakanga kwamboita Tenzi, Farao paakaona kuti dambudziko iri rapera, akaomesa mwoyo akaramba kuteerera Mosesi naAroni.

비교

Kubuda 8:15 살펴보기

4

Kubuda 8:2

Bhaibhiri Idzva rechiShona

SCLB

Chinzwa, kana ukavarambidza kuenda, ndichapa nyika ino dambudziko rebvakanyira ramatafi.

비교

Kubuda 8:2 살펴보기

5

Kubuda 8:16

Bhaibhiri Idzva rechiShona

SCLB

Tenzi akataurira Mosesi kuti, “Iti Aroni atambanudze tsvimbo yake arove nayo pasi patibuke guruva rive umhutu munyika yose yeIjipiti.”

비교

Kubuda 8:16 살펴보기

6

Kubuda 8:24

Bhaibhiri Idzva rechiShona

SCLB

Tenzi akaita izvozvo. Nhunzi dzakazaridzana mumba maFarao nomudzimba dzamachinda ake nomunyika yose yeIjipiti. Nyika yose ikasemesa namapute enhunzi.

비교

Kubuda 8:24 살펴보기

이전 장
다음 장
YouVersion

매일 하나님과 친밀하게 동행하도록 격려하고 도전하기.

사역

소개

채용 정보

자원 봉사

블로그

기사

유용한 링크

도움

후원

성경 번역본

오디오 성경

성경 언어

오늘의 말씀


디지털 사역

Life.Church
한국어

©2026 Life.Church / YouVersion

개인 정보 취급 정책약관
취약점 공개 프로그램
페이스북트위터인스타그램유튜브핀터레스트