YouVersion 로고
성경묵상동영상
앱 다운로드
언어 선택
검색 아이콘

Kubuda 16 - 인기 성경 구절

1

Kubuda 16:3-4

Bhaibhiri Idzva rechiShona

SCLB

“Dai Tenzi akatiuraya hake tichiri kuIjipiti kwataiita zvedu mabhodho enyama okupfachura, chingwa tichidya zvedu pataidira. Hezvi makatiunza murenje muno kuzotiurayisa zvenyu isu tose nenzara.” Tenzi ndokuti kuna Mosesi, “Ndichakunayisirai chingwa chinobva kudenga. Zuva nezuva vanhu vose ngavabude vanonge chingwa chinovakwanira kudya pazuva iroro chete. Ndipo pandichaona kuti vaIsiraeri vanoteerera mutemo wangu here kana kuti kwete.

비교

Kubuda 16:3-4 살펴보기

2

Kubuda 16:2

Bhaibhiri Idzva rechiShona

SCLB

Vari murenje imomo, mhomho yose yavaIsiraeri yakapopotera Mosesi naAroni ichiti

비교

Kubuda 16:2 살펴보기

3

Kubuda 16:8

Bhaibhiri Idzva rechiShona

SCLB

Mosesi ndokuti, “Manheru Tenzi achakupai nyama yokudya, mangwanani achikupai chingwa chamunodya muchiguta. Tenzi akakunzwai pamakamunyunyutira. Izvo zviye kana muchipopota, munenge musingapopoteri isu. Ko isu tiri vanaaniwo zvedu? Wamunenge muchipopotera chaiye ndiTenzi.”

비교

Kubuda 16:8 살펴보기

4

Kubuda 16:12

Bhaibhiri Idzva rechiShona

SCLB

“Ndanzwa kunyunyuta kwavaIsiraeri. Vaudze kuti manheru muchange muchidya nyama, mangwanani muchidya chingwa muchiguta. Ndipo pamuchazoziva kuti ini Tenzi ndini Mwari wenyu.”

비교

Kubuda 16:12 살펴보기

Kubuda 16: 관련 무료 묵상 계획

이전 장
다음 장
YouVersion

매일 하나님과 친밀하게 동행하도록 격려하고 도전하기.

사역

소개

채용 정보

자원 봉사

블로그

기사

유용한 링크

도움

후원

성경 번역본

오디오 성경

성경 언어

오늘의 말씀


디지털 사역

Life.Church
한국어

©2026 Life.Church / YouVersion

개인 정보 취급 정책약관
취약점 공개 프로그램
페이스북트위터인스타그램유튜브핀터레스트