YouVersion 로고
성경묵상동영상
앱 다운로드
언어 선택
검색 아이콘

Kubuda 14 - 인기 성경 구절

1

Kubuda 14:14

Bhaibhiri Idzva rechiShona

SCLB

Tenzi ndiye achakurwirai, chenyu imi chete kubata hana.”

비교

Kubuda 14:14 살펴보기

2

Kubuda 14:13

Bhaibhiri Idzva rechiShona

SCLB

Asi Mosesi akati kuvanhu, “Musatye zvenyu, batai mwoyo. Nhasi uno muchaona kununurwa kwamuchaitwa naTenzi. Ivava vaIjipiti vamuri kuona nhasi, hamuchazovaonizve.

비교

Kubuda 14:13 살펴보기

3

Kubuda 14:16

Bhaibhiri Idzva rechiShona

SCLB

Iwe usimudzire tsvimbo yako pamusoro pegungwa, ukamuranise mvura napakati vaIsiraeri vayambuke gungwa napakaoma.

비교

Kubuda 14:16 살펴보기

4

Kubuda 14:31

Bhaibhiri Idzva rechiShona

SCLB

VaIsiraeri pavakaona simba guru raTenzi richiparadza vaIjipiti vakatya Tenzi. Vakadavira munaTenzi, uye Mosesi muranda wake.

비교

Kubuda 14:31 살펴보기

이전 장
다음 장
YouVersion

매일 하나님과 친밀하게 동행하도록 격려하고 도전하기.

사역

소개

채용 정보

자원 봉사

블로그

기사

유용한 링크

도움

후원

성경 번역본

오디오 성경

성경 언어

오늘의 말씀


디지털 사역

Life.Church
한국어

©2026 Life.Church / YouVersion

개인 정보 취급 정책약관
취약점 공개 프로그램
페이스북트위터인스타그램유튜브핀터레스트