1
Ruka 11:13
Shona BIBLE
SUB
Naizvozvo kana imi makaipa muchiziva kupa vana venyu zvipo zvakanaka, Baba venyu vari kudenga vachapa zvikuru sei Mweya Mutsvene vanokumbira kwaari.”
ತಾಳೆಮಾಡಿ
Ruka 11:13 ಅನ್ವೇಷಿಸಿ
2
Ruka 11:9
Ndinoti kwamuri, kumbirai, muchapiwa; tsvakai, muchawana; gogodzai, muchazarurirwa.
Ruka 11:9 ಅನ್ವೇಷಿಸಿ
3
Ruka 11:10
“Nokuti mumwe nomumwe anokumbira, anopiwa; anotsvaka, anowana; neanogogodza, anozarurirwa.
Ruka 11:10 ಅನ್ವೇಷಿಸಿ
4
Ruka 11:2
Akati kwavari, “Kana muchinyengetera, muti, ‘Baba, zita renyu ngarikudzwe nohutsvene; ushe hwenyu ngahuuye
Ruka 11:2 ಅನ್ವೇಷಿಸಿ
5
Ruka 11:4
mutikanganwire zvivi zvedu, nokuti nesu tinokanganwira vose vane mhosva nesu; musatiisa mukuedzwa.’ ”
Ruka 11:4 ಅನ್ವೇಷಿಸಿ
6
Ruka 11:3
mutipe zuva rimwe nerimwe zvokudya zvedu zvinotiringana
Ruka 11:3 ಅನ್ವೇಷಿಸಿ
7
Ruka 11:34
Mwenje womuviri iziso rako; kana ziso rako rakanaka, muviri wako wose uchavhenekerwa; asi kana rakaipa, muviri wako wose uchava nerima.
Ruka 11:34 ಅನ್ವೇಷಿಸಿ
8
Ruka 11:33
“Hakuna munhu anoti kana atungidza mwenje angauisa pakavanda, kana pasi pedengu, asi pachigadziko, kuti vanopinda vaone chiedza.
Ruka 11:33 ಅನ್ವೇಷಿಸಿ
ಮುಖಪುಟ
ಬೈಬಲ್
ಯೋಜನೆಗಳು
ವೀಡಿಯೊಗಳು