Mariko 7
7
Tsika dzoMadziteteguru
(Mateo 15:1-9)
1VaFarisi novanyori vanga vabva kuJerusarema vadoungana paanga ari, 2pavadoona kuti vamwe vadzidzi vake vanga vachija mazingwa nomanja yanotsambwa, kureva yasinai kushambiwa.
3Nokuti vaFarisi novaJudha vese, vanojaba vasati vashamba maoko yavo, kuri kuchengetedza tsika dzovakuru vavo vokare. 4Pese pavanenge vabva kumusika wokutengesera, vanojaba kana vasati vashamba. Iyoyi njimwe yotsika dzavadobatirira padziri, dzidoita sekusuka makomichi, zvirongo nondiro nomidziyo yondarira.
5Saka vaFarisi novanyori vadomubvunza, “Indava yei vadzidzi venyu vasingatevere tsika dzovakuru vedu vokare? Nokuti vanoja zvokuja nomanja yanotsambwa.”
6Jesu adovapindura kuti, “Imipa vanyengeri, Isaya waireva vakaremi paadoporofita achiti,
‘Vanhu vova vanondikudza nomiromo yavo,
asi mwoyo yavo iri kurefu nainini.
7Vanondinamata zvomabhwodo
vachitsinhanisa mitemo yaMwari
nodzidziso dzidoumbiwa novanhu.’
8Mudosiya mitemo yaMwari chaiyo muchibatirira kutsika dzovanhu.”
9Adoti kwavari, “Muno uchenjeri hwokuramba mitemo yaMwari muchida kuchengeta tsika dzenyu. 10Nokuti Mozisi adoti, ‘Kudza baba namai, futi wese anoita zvidobookera kuna baba vache kana kuna maache mbaapunziwe apfe.’ 11Manje imipa munoti kana munhu akati kuna baba vache kana amaache, ‘Chinhu chandanga ndichida kukuyamurai nacho chava kobhani,’ kureva kuti chava chipo kuna Mwari. 12Munenge matomurambidza kuyamura baba vache namaache. 13Nomutoo wakareyu munosaisa simba Shoko raMwari kuitira kuti muchengetedze tsika dzenyu nozvimwewo zvidodai zvamunoita.”
Zvinhu Zvinosvipisa Munhu
(Mateo 15:10-20)
14Ipopo adodaidza vanhu vese ndokuti kwavari, “Nditetekerei mese munzvitsitse: 15Hapanai chinopinda mumunhu chichibva kunze chinomusvipisa, asi zvinobuda kubva maari ndizvo zvinomusvipisa. 16“Anonzeve mbaatetekere anzve.”#7:16 ndima yakarei haipo muGiriki
17Paadobirika pagurusvusvu rovanhu, achipinda mumba, vadzidzi vache vadomubvunza pamusoro pomufananidzo. 18Ipopo adovabvunza, “Nemiwo munonzvitsitsaba nai? Ko hamuone kuti hapanai chiri kunze chinopinda mumunhu chingamusvipise? 19Ndava chinopindaba mumwoyo mache, asi chinondopinda mumimba mache, chichibirika pakare.” (Nokunyaira kwakareko Jesu adoonesa kuti zvokuja zvese zvidochena).
20Adoti, “Zvinobirika mumunhu ndizvo zvinomusvipisa. 21Ndava kubva mukati momwoyo womunhu munobirika: mifungo idoipa, upombwe, kuba, nokubayana, 22nhafu, kunyangadza, kunyengedza, nokusazvibata, usvinu, kushora, kuzvikudza, noudzemwa. 23Zvidoipa zvakarezvi zvese zvinobirika mukati momunhu ndizvo zvinomusvipisa.”
Kutenda kwoUmwe Mukadzi
(Mateo 15:21-28)
24Wabva pakarepo adoenda kudunhu roTire noSidhoni ndokupinda mumba asingade kuti vamuzive, asi haanai kugona kuhwanda. 25Pakarepo paiva nomukadzi wanga ano mwanasikana wanga adogahwa nomweya udoipa. Paadondonzva nozvaJesu adobva wauya kwaari ndokuzviwisira pamberi pache. 26Mukadzi wakareyo waiva muGiriki, adozvarihwa muFonisiya guta roSiriya. Adoteterera Jesu kuti adzinge mweya udoipa pamwanasikana wache. 27Jesu adoti kwaari, “Ndinofanira kuthanga ndajisa vana, ndava zvinokodzeraba kutora mazingwa yovana uchiposha tuhanda.”
28Iye adopindura kuti, “Hinde Ishe, kana notuhanda pasi potafura tunojawo mupfupfunyungwe womazingwa yovana.”
29Jesu ndokuti kwaari, “Nondava yomapinduriro yakareyo, chienda zvako mweya udoipa wabirika pamwanasikana wako.”
30Mukadzi adoenda kumba ndokuwana mwanasikana wache adoenzera pamubhedha, mweya udoipa wabirika paari.
Jesu Anoporesa Burunzeve riri Chimumumu Kamu
31Zvino Jesu adobva mudunhu roTire achipinda nomuSidhoni ndokusvika pagungwa roGaririya mukati modunhu roDhikaporisi. 32Ipopo vadomuvigira murume wanga ari burunzeve asingagone kutaura vachimuteterera kuti amuturike ruoko pamusoro. 33Jesu adomubiritsa pagurusvusvu rovanhu kwake wega ndokumufindikira tukumo munzeve, achibva wasvipa mathe achibata karimi kochimumumu. 34Adonangara kudzuru ndokuthura chiya achiti kwaari, “Efata,” kureva kuti, “Dziuka.”
35Kabodzi nokabodzi nzeve dzache dzidodziuka, karimi kache kadopfuduka ndokuthanga kutaura mushemushe. 36Jesu adovatsindikira kuti vareke kuudza ani zvache, asi paaivatsindikira kuti vazvinyarare ndipo pavaitonyanya kumbondozvishambadzira. 37Vanhu vadoshamisika zvidonyanyitsa. Pakushamisika kwavo vadonyaira vachiti, “Zvaanoita zvese zvidonakitsitsa, anodziura nzeve dzoburunzeve nokupfudura karimi kuti chimumumu chigone kunyaira!”
ទើបបានជ្រើសរើសហើយ៖
Mariko 7: KBT
គំនូសចំណាំ
ចែករំលែក
ចម្លង
ចង់ឱ្យគំនូសពណ៌ដែលបានរក្សាទុករបស់អ្នក មាននៅលើគ្រប់ឧបករណ៍ទាំងអស់មែនទេ? ចុះឈ្មោះប្រើ ឬចុះឈ្មោះចូល
The Word for The World International

: