Marko 6:5-6
Marko 6:5-6 SUB1949
Akasagona kuɓate‐ɓasa resimba ipapo, asi wakaisa maʋoko ake pamsoro paʋairwara ʋashoma, akaʋaporesa. Akashamiswa nokusatenda kwaʋo. Ipapo wakapota nemisha, acidzidzisa.