Marko 10:6-8

Marko 10:6-8 SUB1949

Asi kubva pakutaŋga kwokusikwa wakaʋaita murume nomukadzi. Nokuɗa kwaiɀoɀo murume ucasiya ɓaɓa ʋake namai ʋake, akanamatira mukadzi wake; aʋa ʋaʋiri ʋacaʋa nyama imŋe; nokuɗaro haʋaciri ʋaʋiri, asi nyama imŋe.

អាន Marko 10