Maɓasa Aʋaapostora 14:9-10
Maɓasa Aʋaapostora 14:9-10 SUB1949
Iye wakanzwa Pauro acitaura; ɀino iye wakati acimutarisisa, akaʋona kuti unokutenda kuti uŋgaporeswa, akati nenzwi guru: Mira kwaɀo netsoka dzako. Iye akavazuka, akafamba.