Maɓasa Aʋaapostora 11:17-18
Maɓasa Aʋaapostora 11:17-18 SUB1949
Ɀino kana Mŋari akaʋapa cipo ico caakatipa isu, pakutenda kweɗu kunaShe Jesu Kristu, ini ndaigoʋa ani, waigona kudziʋisa Mŋari? Ɀino ʋakati ʋanzwa iɀoɀo, ʋakanyarara, ʋakakudza Mŋari, ʋaciti: Ɀirokwaɀo, Mŋari wakapa ʋahedeni ʋo kutendeʋuka kwoʋupenyu.

