1
1 Vakorinde 14:33
Bhaibhiri Idzva rechiShona
SCLB
nokuti Mwari haasi Mwari wenyonganyonga asi worugare somumasangano ose avatsvene.
ប្រៀបធៀប
រុករក 1 Vakorinde 14:33
2
1 Vakorinde 14:1
Rudo ngaruve ndicho chinangwa chenyu muvavarire kwazvo kuwana zvipo zvomweya zvikuru kuti muporofite.
រុករក 1 Vakorinde 14:1
3
1 Vakorinde 14:3
Asi uyo anoporofita anotaura kuvanhu zvinovavaka nokuvakurudzira nokuvanyaradza.
រុករក 1 Vakorinde 14:3
4
1 Vakorinde 14:4
Anotaura norurimi rusingaziikanwi anozvisimbisa iye pachake asi uyo anoporofita anosimbisa sangano.
រុករក 1 Vakorinde 14:4
5
1 Vakorinde 14:12
Ndizvo zvimwechete nemi, zvamunodisisa kuona zvinhu zvinoratidza kuti Mweya Mutsvene aripo, vavarirai kuvaka sangano.
រុករក 1 Vakorinde 14:12
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ