1
Marko 8:35
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
SUB1949
Nokuti aninani unoɗa kuponesa ʋupenyu bgake, ucarashikirwa nabgo; asi aninani unorashikirwa noʋupenyu bgake nokuɗa kwaŋgu nokweEvaŋgeri, ucabguponesa.
ប្រៀបធៀប
រុករក Marko 8:35
2
Marko 8:36
Nokuti munhu ucagoɓatsirweiko, kana awana nyika yose, akarashikirwa noʋupenyu bgake?
រុករក Marko 8:36
3
Marko 8:34
Ɀino wakaɗanira kwaari ʋanhu ʋazhinji naʋadzidzi ʋake, akati kwaʋari: Kana munhu aciɗa kuʋuya shure kwaŋgu, ŋgaaɀirambe, asimudze mucinjikwa wake, anditeʋere.
រុករក Marko 8:34
4
Marko 8:37-38
Nokuti munhu ucaripeiko kuti adzikinure ʋupenyu bgake? Nokuti aninani unonyara pamsoro pamashoko aŋgu parudzi urwu rwoʋupombge nokutadza, Mŋanakomana womunhu ucanyara ʋo pamsoro pake, musi waanoʋuya nokubginya kwake naƂaɓa ʋake naʋatumŋa ʋatȿene.
រុករក Marko 8:37-38
5
Marko 8:29
Ɀino akaʋabvunza, akati: Ko imi munoti ndini ani? Petro akapindura, akati kwaari: Ndimi Kristu.
រុករក Marko 8:29
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ