1
Marko 5:34
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
SUB1949
Akati kwaari: Mukunda, kutenda kwako kwakuponesa; enda norugare, upore pakurwara kwako.
ប្រៀបធៀប
រុករក Marko 5:34
2
Marko 5:25-26
Ɀino mumŋe mukadzi waiʋa nokurwara kwokuɓuɗa ropa makore anegumi namaʋiri, wakaŋga aʋoneswa nhamo neŋaŋga zhinji, akapedza ɀose ɀaakaŋga anaɀo asina‐kutoŋgoɓatsirwa, asi kuŋgonyanyiswa
រុករក Marko 5:25-26
3
Marko 5:29
Pakarepo tsime rake reropa rikapxa, akanzwa pamuʋiri wake kuti waporeswa pakurwara kwake.
រុករក Marko 5:29
4
Marko 5:41
Akaɓata ruʋoko rwomŋana, akati kwaari: Tarita kumi! ndokuti, kana ɀicishandurwa, Musikana, ndinoti kwauri: Muka!
រុករក Marko 5:41
5
Marko 5:35-36
Wakati acataura, ʋamŋe ʋeimba yomukuru wesinagoge ʋakaȿika, ʋakati: Mukunda wenyu wafa; mucatambudzireiko Mudzidzisi? Jesu wakati acinzwa shoko rataurwa, akati kumukuru wesinagoge: Usatya, tenda ɓedzi.
រុករក Marko 5:35-36
6
Marko 5:8-9
Nokuti wakati kwaari: Ƃuɗa pamunhu, iwe mŋeya wetȿina! Akamubvunza, akati: Zita rako ndianiko? Akati kwaari: Regioni ndiro zita raŋgu, nokuti tiri ʋazhinji.
រុករក Marko 5:8-9
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ