YouVersionロゴ
聖書読書プランビデオ
アプリを入手
言語選択
検索アイコン

Ekisodho 3の有名な聖句

1

Ekisodho 3:14

Shona BIBLE

SUB

Mwari akati kuna Mosesi, “NDICHAVA IYE WANDICHAVA.” Akati, “Unoti kuvana VaIsiraeri, ‘NDICHAVA ndiye akandituma kwamuri.’ ”

比較

Ekisodho 3:14で検索

2

Ekisodho 3:12

Shona BIBLE

SUB

Akati, “Zvirokwazvo ndichava newe; hechi chiratidzo chokuti ndakutuma: Kana mabudisa vanhu vangu muIjipiti, muchanamata Mwari pagomo rino.”

比較

Ekisodho 3:12で検索

3

Ekisodho 3:5

Shona BIBLE

SUB

Akati, “Usaswedera pano; bvisa shangu dzako patsoka dzako, nokuti paumire patsvene.”

比較

Ekisodho 3:5で検索

4

Ekisodho 3:7-8

Shona BIBLE

SUB

Zvino Mwari akati, “Zvirokwazvo, ndakaona kunetswa kwavanhu vangu vari muIjipiti, ndikanzwa kudanidzira kwavo nokuda kwavatariri vavo vamabasa; nokuti ndinoziva kuchema kwavo; ndaburuka kuti ndivarwire mumaoko avaIjipiti nokuvabudisa munyika iyoyo, ndindovaisa kunyika yakanaka huru, kunyika inoyerera mukaka nouchi; uko kunogara VaKenani, naVaHeti, naVaAmori, naVaPerezi, naVaHivhi, naVaJebhusi.

比較

Ekisodho 3:7-8で検索

5

Ekisodho 3:2

Shona BIBLE

SUB

Ipapo mutumwa waJehovha akazviratidza kwaari mumurazvo womoto pakati pegwenzi; akatarira, akaona gwenzi richipfuta nomoto, asi rakanga risingatsvi.

比較

Ekisodho 3:2で検索

6

Ekisodho 3:10

Shona BIBLE

SUB

Naizvozvo zvino uya ndikutume kuna Farao, kuti undobudisa vanhu vangu, vana VaIsiraeri muIjipiti.”

比較

Ekisodho 3:10で検索

前章
次章
YouVersion

日々、神との親しい交わりを求めるために、あなたを励まし、勇気を与えます。

ミニストリー

概要

キャリア

ボランティア

ブログ

プレス

便利なリンク集

ヘルプ

寄付

聖書の訳

オーディオ聖書

聖書の言語

今日の聖句


デジタルミニストリー

Life.Church
日本語

©2026 Life.Church / YouVersion

プライバシー規約利用規約
脆弱性の開示
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest