1
Ekisodho 1:17
Shona BIBLE
SUB
Asi madzimbuya akanga achitya Mwari, akasaita sezvaakarairwa namambo weIjipiti, asi vakarega vanakomana vari vapenyu havo.
比較
Ekisodho 1:17で検索
2
Ekisodho 1:12
Asi vachiramba vachivanetsa, ivo vakaramba vachiwanda kwazvo, vachingopararira. Vakaora mwoyo nokuda kwavana VaIsiraeri.
Ekisodho 1:12で検索
3
Ekisodho 1:21
Zvino madzimbuya zvaakanga achitya Mwari, iye akavapa mhuri.
Ekisodho 1:21で検索
4
Ekisodho 1:8
Zvino muIjipiti makamuka mumwe mambo mutsva, akanga asina kuziva Josefa.
Ekisodho 1:8で検索