1
Genesi 5:24
Shona BIBLE
SUB
Inoki akafamba naMwari, akasazovapo, nokuti Mwari akamutora.
Compare
Genesi 5:24 ખોજ કરો
2
Genesi 5:22
shure kwokuberekwa kwaMetusera, Inoki wakafamba naMwari makore ana mazana matatu; akabereka vanakomana navanasikana.
Genesi 5:22 ખોજ કરો
3
Genesi 5:1
Ndirori bhuku ramarudzi aAdhamu. Musi waakasika munhu, Mwari wakamuita nomufananidzo waMwari
Genesi 5:1 ખોજ કરો
4
Genesi 5:2
wakavasika murume nomukadzi; akavaropafadza, akavatumidza zita rinonzi Munhu, musi wavakasikwa.
Genesi 5:2 ખોજ કરો