YouVersion Logo
બાઇબલયોજનાઓવિડિઓઝ
Get the app
Language Selector
Search Icon

Popular Bible Verses from Genesi 14

1

Genesi 14:20

Shona BIBLE

SUB

Mwari woKudengadenga ngaakudzwe, wakapa vavengi venyu mumaoko enyu.” Akamupa chegumi chezvose.

Compare

Genesi 14:20 ખોજ કરો

2

Genesi 14:18-19

Shona BIBLE

SUB

Merikizedheki, mambo weSaremi, akauya nechingwa newaini; iye wakanga ari mupristi waMwari woKudengadenga. Akamuropafadza, akati, “Abhuramu ngaaropafadzwe naMwari woKudengadenga, muridzi wokudenga napasi.

Compare

Genesi 14:18-19 ખોજ કરો

3

Genesi 14:22-23

Shona BIBLE

SUB

Abhuramu akati kuna mambo weSodhomu, “Ndakasimudzira ruoko rwangu kuna Jehovha, Mwari woKudengadenga, muridzi wokudenga napasi, kuti handingatori rushinda kana rukanda rweshangu, kana chinhu chimwe chezvinhu zvenyu, kuti murege kuzoti, ‘Ndini ndakapfumisa Abhuramu,’

Compare

Genesi 14:22-23 ખોજ કરો

મફત વાંચન યોજનાઓ અને Genesi 14થી સંબંધિત મનન

Previous Chapter
Next Chapter
યુવર્ઝન

Encouraging and challenging you to seek intimacy with God every day.

Ministry

વિષે

Careers

સ્વયંસેવક

બ્લોગ

દબાવો

Useful Links

સહાય કરો

દાન કરો

બાઇબલ આવૃત્તિઓ

ઑડિયો બાઇબલ

Bible Languages

આજનું વચન


A Digital Ministry of

Life.Church
English (US)

©2026 Life.Church / YouVersion

ગોપનીયતા નીતિશરતો
Vulnerability Disclosure Program
ફેસબુકટ્વીટરઇન્સ્ટાગ્રામYouTubePinterest