Logo de YouVersion
Ícono Búsqueda

Mateo 28:12-15

Mateo 28:12-15 KBT

Zvino vakuru vovaphirisita vadoungana novatungamiri vovanhu vachipangana, ndokupasa mari mauto vachiti, “Udzai vanhu kuti, ‘Vadzidzi vache vadouya usiku vachimuba isisu tidoenzera.’ Kana izvi zvikasvika munzeve dzomutongi, tichamugutsa tichikubisai mupfumvu.” Mauto yadotora mari ndokuita zvavadoudziwa, nyaya yakareyo idopararira pakati povaJudha kusvikira pazuva ranasi.

Leer Mateo 28

Planes y devocionales gratis relacionados con Mateo 28:12-15