Logo de YouVersion
Ícono Búsqueda

VaRoma 11:17-18

VaRoma 11:17-18 BDSC

Kana mamwe matavi akavhuniwa, uye imi, kunyange muri muorivhi wokudondo, wakabatanidzwa pakati pamamwe, zvino mava nomugove pamwe chete nawo kubva pamudzi womuorivhi, musazvikudza pamusoro pamatavi ayo. Kana muchizvikudza murangarire izvi: Hamuzimi makatakura mudzi, asi kuti mudzi ndiwo wakakutakurai.

Videos relacionados

Planes y devocionales gratis relacionados con VaRoma 11:17-18