Logo de la Biblia App
Ícono Búsqueda

VaHebheru 6:18

VaHebheru 6:18 BDSC

Mwari akaita izvi kuitira kuti, nezvinhu zviviri zvisingashanduki, zvokuti Mwari haagoni kureva nhema, isu vakatiza tikandobatisisa tariro yatakapiwa, tichasimbiswa zvikuru.

Video de VaHebheru 6:18

Planes y devocionales gratis relacionados con VaHebheru 6:18