Logo de la Biblia App
Ícono Búsqueda

VaHebheru 2:17

VaHebheru 2:17 BDSC

Nokuda kwemhaka iyi aifanira kuitwa sehama dzake munzira yose, kuitira kuti agova muprista mukuru ane tsitsi uye akatendeka muushumiri kuna Mwari, uye kuti ayananise vanhu nokuda kwezvivi zvavo.

Video de VaHebheru 2:17

Planes y devocionales gratis relacionados con VaHebheru 2:17