VaHebheru 11:7
VaHebheru 11:7 BDSC
Nokutenda Noa, akati anyeverwa pamusoro pezvinhu zvakanga zvichigere kuonekwa, akavaka areka nokutya Mwari kuti aponese mhuri yake. Nokutenda kwake akapa nyika mhosva uye akava mugari wenhaka yokururama kunouya nokutenda.


![[Grandes versos] El Salón de la Fe VaHebheru 11:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi](/_next/image?url=https%3A%2F%2Fimageproxy.youversionapi.com%2Fhttps%3A%2F%2Fs3.amazonaws.com%2Fyvplans%2F26172%2F1440x810.jpg&w=3840&q=75)


