Logo de la Biblia App
Ícono Búsqueda

VaEfeso 5:18-20

VaEfeso 5:18-20 BDSC

Musadhakwa newaini, nokuti ndipo pano kusazvidzora. Asi, muzadzwe noMweya. Mutaure kuno mumwe nomumwe wenyu namapisarema, nedzimbo uye nenziyo dzomweya. Muimbe uye muridzire Ishe mimhanzi mumwoyo yenyu, muchivonga Mwari Baba pazvinhu zvose, muzita raIshe wedu Jesu Kristu.

Planes y devocionales gratis relacionados con VaEfeso 5:18-20