Mabasa 5:38-39
Mabasa 5:38-39 BDSC
Naizvozvo, panyaya iyi ndinokurayirai kuti: Regai vanhu ava vakadaro! Regai vaende! Nokuti kana kufunga kwavo kuri kwomunhu, kuchaguma. Asi kana kuchibva kuna Mwari, hamungagoni kukonesa vanhu ava; muchazoona kuti muri kurwa naMwari.”


![[Serie Hechos] Los milagros suceden Mabasa 5:38-39 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi](/_next/image?url=https%3A%2F%2Fimageproxy.youversionapi.com%2Fhttps%3A%2F%2Fs3.amazonaws.com%2Fyvplans%2F15020%2F1440x810.jpg&w=3840&q=75)
![[Serie Hechos] Dios quiere que vueles Mabasa 5:38-39 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi](/_next/image?url=https%3A%2F%2Fimageproxy.youversionapi.com%2Fhttps%3A%2F%2Fs3.amazonaws.com%2Fyvplans%2F15046%2F1440x810.jpg&w=3840&q=75)

