Mabasa 13:2-3
Mabasa 13:2-3 BDSC
Pavakanga vachinamata Ishe uye vachitsanya, Mweya Mutsvene akati, “Nditsaurirei Bhanabhasi naSauro kuti vabate basa randakavadanira.” Saka vakati vapedza kutsanya nokunyengetera, vakaisa maoko avo pamusoro pavo vakavatuma.
![[Grandes versículos] La iglesia de los inicios Mabasa 13:2-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi](/_next/image?url=https%3A%2F%2Fimageproxy.youversionapi.com%2Fhttps%3A%2F%2Fs3.amazonaws.com%2Fyvplans%2F18749%2F1440x810.jpg&w=3840&q=75)




